Letra de Åk dit
nguva iyoyo yasiya yataurananhasi kuroorwa kurikudiniizvizvekuty une dhimoni rekusaroorwahazvioneki pakusapfimbwabata manzwi ayaizvezvi so kana vakomana vachikutevera vachirovana vachinetsana unenge usina dhimoni tekusaroorwa nyamba dhimoni harambidze akomana asi rinorambidza anorooraparikubatika zvakanakavakomana ndinzwei zvakanakawekuswera naye muchitandara hashaikeasi mukadzivachikuda sounoti haiwa unosarudza waunodavanouya vachitamba newevamwe vedu muripano apamakavhiringidzwa nenyikawese ango uya haugoni kurambauchinamata zvaurikuita izvimumwe arikudeedzera uyochii chirikuitika paurimufundisi madhimoni anondinetsa panemweya iri pandiri yekusaroorwamadhimoni acho kana atumidzirwa nevavo ano oparata seirekusaroorwa rikatumirwa rikasvika kugara pamwanasikarino opareta sei pamwanasukanaharingouya kusvikoti hauroorwerinokonzera kuita zvinhu zvinosaka usadinindozvinokonzera kuti wese waunenge wadanana naye hamurambane musina kumbosanganamasangana ndipo paunoti mufundisi i dont no sei ndisi kuroorwanyamba dai waka chenjera waiti musi waakakupfimba paanoti ngatisanganei iwe woti handidioti ngatisanganei woti handidi why paunoramba kudaro chacho chiriku pusha kuda kusangana newe ndicho chinosaka aende kunotsvaga mari yekuroorazvino ukaera wachipedza ichocho nhai imi vabereki muripano apa nduudzeiwo kana uchiwana mkaka wemahara nenyama yemahara unotengerei mombe yachoshungu dzaurikupedza idzi ndodzakatibata tikaenda tikanotinha mombe tikaroora vaswera vachironga muchato makeke eyi nawourikubviswa value namadhimoni akapinda maurikuchinja hauchinje tongokuona wakaita zvawakaita izviwava juice card rinonosara tine number but raka juswa kare value yakaenda