Escuchar "Ndozvauri" Amazon Music Unlimited (ad) Prueba Gratis 30 días

Letra de Ndozvauri

Hauna musoro chikomana Hauna musoro chikomana Hauna musoro chikomana Hauna musoro chikomanaNdaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta neweHauna mari chikomana Hauna mari chikomana Hauna mari chikomana Tsika dzako dzemusango horendehaa Tsika dzako dzemusango horendehaa(Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusiya kare, kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakuregera kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusvipira pasi)Kukaro roorwa asikana kani Kukaro roorwa asikana kani Kukaro roorwa asikana kani Kukaro roorwa asikana kaniMwana wawakandipa ndinaye Mwana wawakandipa ndinaye Mwana wawakandipa ndinayeVabereki havana pfuma yako iwe Vabereki havana pfuma yako iwe Vabereki havana pfuma yako iwe Vabereki havana pfuma yako iwe(Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusiya kare, kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakuregera kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusvipira pasi)Ndasunga mbatya ndayenda ini Ndasunga mbatya ndayenda ini Ndasunga mbatya ndayenda ini Ndasunga mbatya ndayenda iniNhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana(Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusiya kare, kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakuregera kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusvipira pasi)